Ezekieri 22:24 BDMCS

24 “Mwanakomana womunhu, uti kunyika, ‘Iwe uri nyika isina kuwana mvura kana guti pazuva rehasha dzangu.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 22

Maonero Ezekieri 22:24 akapoteredza