Ezekieri 22:25 BDMCS

25 Pane rangano yamachinda vari pakati payo vanoomba seshumba iri kubvamburanya chayabata; vanodya vanhu, vanotora pfuma nezvinhu zvinokosha uye vanoita kuti chirikadzi dzivande mukati mayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 22

Maonero Ezekieri 22:25 akapoteredza