Ezekieri 28:16 BDMCS

16 Nokuwanda kwokushambadzira kwako wakabva wazara nechisimba, ndokubva watadza. Saka ndakakudzinga mukunyadziswa kubva pagomo raMwari, uye ndakakudzinga, iwe kerubhi rokurinda, kuti ubve pakati pamabwe omoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 28

Maonero Ezekieri 28:16 akapoteredza