Ezekieri 28:17 BDMCS

17 Mwoyo wako wakazvikudza nokuda kworunako rwako, uye wakaodza uchenjeri hwako nokuda kwokubwinya kwako. Saka ndakakukandira kunyika; ndakakuita chinhu chinosekwa pamberi pamadzimambo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 28

Maonero Ezekieri 28:17 akapoteredza