Ezekieri 28:25 BDMCS

25 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Pandinounganidza vanhu veIsraeri kubva kundudzi kwavakanga vakaparadzirwa, ndichazviratidza kuti ndiri mutsvene pakati pavo pamberi pendudzi. Ipapo vachagara munyika yavo pachavo, yandakapa muranda wangu Jakobho.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 28

Maonero Ezekieri 28:25 akapoteredza