Ezekieri 28:26 BDMCS

26 Vachagaramo norugare uye vachavaka dzimba nokusima minda yemizambiringa; vachagara norugare pandicharanga vavakidzani vavo vose vanovagodora. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 28

Maonero Ezekieri 28:26 akapoteredza