Ezekieri 30:11 BDMCS

11 Iye nehondo yake, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi, achauyisa kuti azoparadza nyika. Vachavhomora minondo yavo kuti varwise Ijipiti, uye vachazadza nyika navakaurayiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 30

Maonero Ezekieri 30:11 akapoteredza