12 Ndichaomesa hova dzeNairi, uye ndichatengesa nyika kuvanhu vakaipa; namaoko avatorwa ndichaparadza nyika nezvose zviri mairi. Ini Jehovha ndazvitaura.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 30
Maonero Ezekieri 30:12 akapoteredza