Ezekieri 34:12 BDMCS

12 Somufudzi anotarira makwai ake akapararira paanenge anawo, saizvozvo neni ndichatarira makwai angu. Ndichaarwira kubva panzvimbo dzose dzaanga akapararira pazuva ramakore nerima.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 34

Maonero Ezekieri 34:12 akapoteredza