Ezekieri 34:13 BDMCS

13 Ndichaabudisa kubva kundudzi ndigoaunganidza kubva kunyika dzose, uye ndigoauyisa munyika yawo. Ndichaafudzira pamakomo aIsraeri, muhova, nomunzvimbo dzokugara dzose dzenyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 34

Maonero Ezekieri 34:13 akapoteredza