Ezekieri 39:10 BDMCS

10 Havachazounganidzi huni kubva musango kana kudzitema kumatondo, nokuti vachashandisa zvombo sehuni. Uye vachapamba vaya vakambovapamba nokuvabira vaya vakambovabira, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 39

Maonero Ezekieri 39:10 akapoteredza