Ezekieri 39:11 BDMCS

11 “ ‘Pazuva iro, ndichapa Gogi nzvimbo yamakuva muIsraeri, mumupata wavaya vanoshanya vachienda kumabvazuva vakananga kugungwa. Ichadzivirira nzira yavashanyi, nokuti Gogi navanhu vake vachavigwapo. Saka ichatumidzwa kunzi Mupata waHamoni Gogi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 39

Maonero Ezekieri 39:11 akapoteredza