Ezekieri 39:26 BDMCS

26 Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwavo kwose kwavakaratidza kwandiri pavakagara zvakanaka munyika yavo pasina aivavhundusa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 39

Maonero Ezekieri 39:26 akapoteredza