Ezekieri 39:27 BDMCS

27 Pandichavadzosa kubva kundudzi nokuvaunganidza vachibva kunyika dzavavengi vavo, ndicharatidza utsvene hwangu kubudikidza navo pamberi pendudzi zhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 39

Maonero Ezekieri 39:27 akapoteredza