Ezekieri 40:10 BDMCS

10 Mukati mesuo rokumabvazuva makanga muna makamuri matatu parutivi rumwe norumwe; ose ari matatu akanga ane chiyero chakaenzana.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:10 akapoteredza