Ezekieri 40:11 BDMCS

11 Ipapo akayera upamhi hwomukova wokusuo; wakanga una makubhiti gumi uye urefu hwacho hwaisvika makubhiti gumi namatatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:11 akapoteredza