Ezekieri 40:2 BDMCS

2 Pane zvandakaratidzwa naMwari akanditora akandiendesa kunyika yaIsraeri akandimisa pagomo refu refu, zasi kwaro kwakanga kune dzimba dzakanga dzichiratidzika seguta.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:2 akapoteredza