Ezekieri 40:3 BDMCS

3 Akandiendesa ikoko, ndikaona munhu akanga achiratidzika sendarira; akanga akamira pasuo ane tambo yomucheka netsvimbo yokueresa muruoko rwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:3 akapoteredza