Ezekieri 40:4 BDMCS

4 Murume uyu akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira nameso ako uye unzwe nenzeve dzako uye uongorore zvose zvandichakuratidza, nokuti wakasvitswa pano kuti ndikuratidze izvozvi. Utaurire imba yaIsraeri zvose zvaunoona.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:4 akapoteredza