Ezekieri 41:11 BDMCS

11 Kwakanga kune mikova yaipinda kumakamuri okumativi uchibva nokunzvimbo yakashama, mumwe nechokumusoro, mumwe nechenyasi; uye hwaro hwaibatanidza nzvimbo yakasara hwaisvika makubhiti mashanu paupamhi kumativi ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:11 akapoteredza