Ezekieri 41:12 BDMCS

12 Imba yakatarisana noruvazhe rwetemberi nechokumavirira yaisvika makubhiti makumi manomwe paupamhi. Madziro eimba akanga ana makubhiti mashanu paukobvu kumativi ose, uye urefu hwawo hwaisvika makubhiti makumi mapfumbamwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:12 akapoteredza