Ezekieri 41:14 BDMCS

14 Upamhi hworuvazhe rwetemberi nechokumabvazuva, zvichibatana nemberi kwetemberi, hwaisvika makubhiti zana.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:14 akapoteredza