Ezekieri 41:4 BDMCS

4 Akayera urefu hwenzvimbo tsvene yomukati; yakanga ina makubhiti makumi maviri, uye upamhi hwayo hwaiva makubhiti makumi maviri zvichiyambukira kumagumo okunze kwenzvimbo tsvene. Akati kwandiri, “Iyi ndiyo Nzvimbo Tsvene-tsvene.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:4 akapoteredza