Ezekieri 41:5 BDMCS

5 Ipapo akayera madziro etemberi; akanga ari makubhiti matanhatu paukobvu, uye rutivi rumwe norumwe rwekamuri rwaipoteredza temberi rwakanga runo upamhi hwaisvika makubhiti mana.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:5 akapoteredza