Ezekieri 41:8 BDMCS

8 Ndakaona kuti temberi yakanga ina pakakwirira kumativi ayo ose, panova ndipo paiva nheyo yamakamuri omumativi. Yaiva nourefu hwakaenzana netsvimbo yokuyera yakareba makubhiti matanhatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:8 akapoteredza