Ezekieri 41:9 BDMCS

9 Madziro okunze emakamuri okumativi aiva noukobvu hwaisvika makubhiti mashanu. Nzvimbo yakashama yakanga iri pakati pamakamuri okumativi etemberi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:9 akapoteredza