Ezekieri 44:31 BDMCS

31 Vaprista havafaniri kungodya zvinhu zvose, ingava shiri kana chipfuwo, chawanikwa chakafa kana chaurayiwa nezvikara zvesango.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 44

Maonero Ezekieri 44:31 akapoteredza