Ezekieri 45:1 BDMCS

1 “ ‘Pamunogovera nyika senhaka, munofanira kutsaurira Jehovha mugove wenyika sedunhu dzvene, rakareba makubhiti zviuru makumi maviri nezvishanu rine upamhi hwezviuru makumi maviri amakubhiti; nzvimbo yose iyoyo ichava tsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 45

Maonero Ezekieri 45:1 akapoteredza