Ezekieri 46:18 BDMCS

18 Muchinda haafaniri kutora nhaka ipi zvayo yavanhu, achivadzinga pazvinhu zvavo. Iye anofanira kupa vanakomana vake nhaka yavo inobva pane zvake, kuitira kuti vanhu vangu varege kuparadzaniswa nezvinhu zvavo.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 46

Maonero Ezekieri 46:18 akapoteredza