Ezekieri 46:19 BDMCS

19 Ipapo murume uyu akandipinza napamukova uri parutivi pesuo rinoenda kumakamuri matsvene akatarisa kumusoro, akanga ari avaprista akandiratidza nzvimbo yakanga iri nechokumagumo kworutivi rwokumavirira.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 46

Maonero Ezekieri 46:19 akapoteredza