Ezekieri 47:8 BDMCS

8 Iye akati kwandiri, “Mvura iyi inoyerera yakananga kunyika yokumabvazuva ichiburukira kuArabha kwainodira mugungwa. Painongodira mugungwa, mvura yomo inobva yanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 47

Maonero Ezekieri 47:8 akapoteredza