Ezekieri 48:14 BDMCS

14 Havafaniri kuitengesa kana kutsinhanisa chimwe chikamu chayo. Iyi inyika yakanakisisa uye haifaniri kuiswa mumaoko avamwe vanhu, nokuti itsvene kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 48

Maonero Ezekieri 48:14 akapoteredza