Numeri 1:10 BDMCS

10 kubva kuvanakomana vaJosefa:kubva kuna Efuremu, Erishama mwanakomana waAmihudhi;kubva kuna Manase, Gamarieri mwanakomana waPedhazuri;

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 1

Maonero Numeri 1:10 akapoteredza