28 Kubva kuzvizvarwa zvaIsakari:Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vaigona kurwa muhondo vakanyorwa mazita, maererano nezvinyorwa zvedzimba dzavo uye zvemhuri dzavo.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 1
Maonero Numeri 1:28 akapoteredza