32 Kubva kuvanakomana vaJosefa:Kubva kuzvizvarwa zvaEfuremu: Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vaigona kurwa muhondo vakanyorwa mazita, maererano nezvinyorwa zvedzimba dzavo nezvemhuri dzavo.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 1
Maonero Numeri 1:32 akapoteredza