Numeri 1:36 BDMCS

36 Kubva kuzvizvarwa zvaBhenjamini:Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vaigona kurwa muhondo vakanyorwa mazita, maererano nezvinyorwa zvedzimba uye zvemhuri dzavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 1

Maonero Numeri 1:36 akapoteredza