Numeri 10:14 BDMCS

14 Mapoka omusasa waJudha ndiwo akatanga kuenda, pasi pomureza wavo. Nashoni mwanakomana waAminadhabhi akanga achivatungamirira.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 10

Maonero Numeri 10:14 akapoteredza