Numeri 10:25 BDMCS

25 Pakupedzisira, samapoka aichengetedza kumashure kwamapoka ose, mapoka omusasa waDhani akasimuka, ari pasi pomureza wavo. Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai ndiye akanga achivatungamirira.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 10

Maonero Numeri 10:25 akapoteredza