Numeri 10:33 BDMCS

33 Saka vakasimuka kubva pagomo raJehovha vakafamba kwamazuva matatu. Areka yaJehovha yesungano yakavatungamirira pamazuva matatu iwayo kuti vatsvakirwe nzvimbo yokuzororera.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 10

Maonero Numeri 10:33 akapoteredza