Numeri 11:1 BDMCS

1 Zvino vanhu vakanyunyuta, Jehovha achizvinzwa, pamusoro pokuomerwa kwavo, uye paakavanzwa hasha dzake dzakamutswa. Ipapo moto wakabva kuna Jehovha ukapisa pakati pavo uye ukaparadza vamwe kumucheto womusasa.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 11

Maonero Numeri 11:1 akapoteredza