Numeri 11:23 BDMCS

23 Jehovha akapindura Mozisi achiti, “Ko, ruoko rwaJehovha rwakapfupiswa here? Zvino uchaona kuti zvandinoreva zvichaitika here kana kuti kwete.”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 11

Maonero Numeri 11:23 akapoteredza