Numeri 11:25 BDMCS

25 Ipapo Jehovha akaburuka ari mugore akataura navo uye akatora mweya wakanga uri pamusoro pake akaisa mweya uyu pamusoro pavakuru makumi manomwe. Mweya wakati wagara pamusoro pavo vakaprofita, asi havana kuzopamhazve.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 11

Maonero Numeri 11:25 akapoteredza