Numeri 11:28 BDMCS

28 Joshua mwanakomana waNuni, uyo akanga ari mubatsiri waMozisi kubva paujaya hwake, akataura nesimba akati, “Mozisi, ishe wangu, vadzivisei!”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 11

Maonero Numeri 11:28 akapoteredza