33 Asi nyama ichiri pakati pamazino avo uye isati yatsengwa, kutsamwa kwaJehovha kwakapfuta pamusoro pavanhu, akavarova nehosha yakaipisisa.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 11
Maonero Numeri 11:33 akapoteredza