Numeri 11:7 BDMCS

7 Mana yakanga yakaita semhodzi yekorianda uye ichiratidzika samazambiringa akaoma. Vanhu vaitenderera vachiinhonga, uye, vaizoikuya paguyo kana kuidzvura muduri.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 11

Maonero Numeri 11:7 akapoteredza