10 Gore rakati rabva pamusoro peTende, onei Miriamu amirepo ava namaperembudzi, akaita sechando. Aroni akatendeukira kwaari akaona kuti akanga ava namaperembudzi.
Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 12
Maonero Numeri 12:10 akapoteredza