Numeri 13:16 BDMCS

16 Aya ndiwo mazita avarume vakatumwa naMozisi kundosora nyika. (Mozisi akatumidza Hoshia mwanakomana waNuni zita rokuti Joshua).

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 13

Maonero Numeri 13:16 akapoteredza