Numeri 13:19 BDMCS

19 Nyika yavanogara yakadini? Yakanaka here kana kuti yakaipa? Maguta avagere maari akadiniko? Haana masvingo here kana kuti akakomberedzwa?

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 13

Maonero Numeri 13:19 akapoteredza