Numeri 13:23 BDMCS

23 Vakati vasvika paMupata weEshikori, vakatema davi rimwe raiva nesumbu ramazambiringa. Vaviri vavo vakaritakura nedanda pakati pavo pamwe chete namatamba uye namaonde.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 13

Maonero Numeri 13:23 akapoteredza