Numeri 13:32 BDMCS

32 Saka vakaparadzira mashoko akaipa pakati pavaIsraeri pamusoro penyika yavakanga vandosora. Vakati, “Nyika yatakandosora inodya vaya vanogaramo. Vanhu vose vatakaona ikoko vakakura kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 13

Maonero Numeri 13:32 akapoteredza